crwdns2915892:0crwdne2915892:0
Tevedzera gwaro rino rekurayira kubvisa musoro nemubato wepombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa.
Iva nechokwadi kuti ushandise vanhu vaviri kana kupfuura kana uchitevedza gwaro rino rekurayira kuti udzivirire kukuvara, nekuti musoro wepombi unogona kurema.
-
-
Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.
-
-
-
Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.
-
-
-
-
Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.
-
-
-
Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
-
-
-
Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.
-
-
-
Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
-
Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.
Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.